dcsimg

Nghamera ( Shona )

provided by wikipedia emerging_languages
Kamelfoel.JPG

Nghamera (camel kuEnglish) imhuka inownaikwa kuZiwumbe reAfrica neAsia. Mhuka iyi inoita nyundwa pamusana; dzimwe dzine nyundwa imwe, dzimwe dzine nyundwa mbiri. Nghamera inowanikwa kunyanya kuMaodzanyemba kweAfrica.

license
cc-by-sa-3.0
copyright
Wikipedia vanyori nevagadziri