dcsimg

Dzinoyamwisa ( šona )

tarjonnut wikipedia emerging_languages
Mammal Diversity 2011.png

Dzinoyamwisa (mammals in English) mupanda wemhuka dzinofema mweya, dzine muzongoza uye dzinozivikanwa nekuva nevhudzi kana kuti mamvanda. Chikuru chinonekwa pamhuka dzinoyamwisa ndechekuti dzine tsatsadzi dzinobuditsa mukaka kubva mumazamu kana mhuka nzvari yazvara mwana. Mhuka zhinji dziri pamupanda wedzinoyamwisa dzinowanikwa dziine tsatsadzi dzinobuditsa dikita.

  • Matyaka, dombwe, manhombwe kana madombwe (First beestings; colostrum) zvinoreva mukaka unotanga kubuda kana mwana azvarwa une ruvara rwakaita yellow.
 src=
Matyaka emunhu nemukaka wemunhu.
Kuruboshwe matyaka akasvinwa pazuva rechina (4) rekuzvara. mukaka wakasvinwa pazuva rechinomwe

.

lisenssi
cc-by-sa-3.0
tekijänoikeus
Wikipedia vanyori nevagadziri
alkuperäinen
käy lähteessä
kumppanisivusto
wikipedia emerging_languages